KwaunobvaDuramazwiTtswatswa

Duramazwi · zita

tswatswa

Zvinoreva

Mutswatswa.

1

Mutswatswa.

Mutswatswa rudzi rwemuti unoita mapazi akawanda uye unobereka vana vatema.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tswi

Kurira kwechinhu. Kuti tswi kurira kunoita mabhureki ebhasikoro kana emotokari.

Verenga

Swipe for the next word