Duramazwi
Zvinoreva
Kurira kwechinhu. Kuti tswi kurira kunoita mabhureki ebhasikoro kana emotokari.
1
Kurira kwechinhu. Kuti tswi kurira kunoita mabhureki ebhasikoro kana emotokari.
Kurira kwechinhu. Kuti tswi kurira kunoita mabhureki ebhasikoro kana emotokari.
Kuti tswi kubata zvakasimba kwazvo.
Kuti tswi kuchema kunoita makonzo.
2
Kuti tswi kubata zvakasimba kwazvo.
3
Kuti tswi kuchema kunoita makonzo.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tswikitswiki
Kana miti yakati tswikitswiki inenge yakamera pedo napedo zvakanyanyisa.
VerengaSwipe for the next word