Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwi kubata chinhu zvakasimba.
Kubata zvakasimba.
1
Kuti kwi kubata chinhu zvakasimba.
Mbavha yakasvikonzi nemupurisa ruoko _kwi_.
Kana munhu akanzi _kwi_ anenge abatwa zvokuti haakwanisi kupukunyuka.
2
Kubata zvakasimba.
Mbavha yakasvikonzi nemupurisa ruoko _kwi_.
Kana munhu akanzi _kwi_ anenge abatwa zvokuti haakwanisi kupukunyuka.
Kana munhu akanzi _kwi_ anenge akaruka abatwa nokukasika.
3

4

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwiba
Kuti kwiba kuvhara chinhu uchikasika.
VerengaSwipe for the next word