Duramazwi · chiito
kwezva
allure · attract · attractive · seduce · seductive
Duramazwi · chiito
allure · attract · attractive · seduce · seductive
Kukwezva kuita zvinhu zvinoita kuti mumwe munhu kana mhuka iuye kwayanga isingadi kana kuti kwayakateyewa.
Kukwezva kuita zvinhu zvinoita kuti mumwe munhu kana mhuka iuye kwayanga isingadi kana kuti kwayakateyewa.
Mapurisa paaida kubata murume akanga anetsa nekubhinya vakadzi, vakatsvaga mapurisa echikadzi kuti aende kunomukwezva mubhawa maaifungirwa kuti ainge ari.
Izvi ndizvo zvaizokwezva zvitambo zvemhandara.
Chiedzo chinhu chinokwezva munhu kuti aite zvinhu zvaanoziva kuti hazvina kufanira.
-onga
Duramazwi
01 / 03kwi
Kuti kwi kubata chinhu zvakasimba.
VerengaSwipe for the next word