Kwaunobva/Duramazwi/K/kwewa
Duramazwi
Izwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya.
Akwewa sanzu akwewa namashizha aro.
kweya
Kukweva nenzira yeruzivo (to pull/trawl).
kweya kweya
Kuti kweya kweya kufamba zvishoma munhu achitanyaira.
kwezva
allure
Swipe for the next word