Duramazwi · chiito
koka
invite
Duramazwi · chiito
invite
Kukoka vanhu kuvataurira kuti vauye kunzvimbo inenge ine urongwa.
Kukoka pfuti kudhonza zvisimbi zvinoita kuti iburitse mapara, apo unenge wava kugadzirira kupfura.

Pamichato vachatwa vanokoka hama neshamwari dzavo, kuti vafare vari pamwe chete.
Manheru, kana ndava kuda kukoka hope, ndinoverenga bhuku.
Zvinhu zvinokoka ndezvinoita kuti chimwe chinhu chibve kwachinenge chiri chichiuya pedyo.
Maruva aya handiadi nokuti anokoka nyoka pamusha.
Kukoka pfuti kudhonza zvisimbi zvinoita kuti iburitse mapara, apo unenge wava kugadzirira kupfura.
Manheru, kana ndava kuda kukoka hope, ndinoverenga bhuku.
Kukoka vanhu kuvataurira kuti vauye kunzvimbo inenge ine urongwa.
Kukoka pfuti kudhonza zvisimbi zvinoita kuti iburitse mapara, apo unenge wava kugadzirira kupfura.
Duramazwi
01 / 03koka hasha
Kukoka hasha dzemunhu kumuitira zvinomushatirisa.
VerengaSwipe for the next word