Duramazwi
Zvinoreva
Kukoka hasha dzemunhu kumuitira zvinomushatirisa.
1
Kukoka hasha dzemunhu kumuitira zvinomushatirisa.
2
Kana munhu achikoka hasha anenge achitsvaga zvinomuita kuti atsamwe, ozotora rimwe danho.
Kana mudzidzisi wedu achikoka hasha, anotanga kutaura nezvenhamo dzaaiona achiri musoja, ozopedzira atsamwa zvikuru, orova zvino.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03koka hope
Kukoka hope kuita zvinhu zvinokuita kuti ukurumidze kukotsira.
VerengaSwipe for the next word