KwaunobvaDuramazwiKkokera

Duramazwi

kokera

Zvinoreva

Kukokera kutumira mashoko okudaidza vanhu kuti vauye kune imwe nzvimbo.

1

Kukokera kutumira mashoko okudaidza vanhu kuti vauye kune imwe nzvimbo.

Handina kumbofamba nenyika ndichikokera vanhu kuti vauye kuzondichengetera vana vangu.

Hokeso chipfuko chaipiwa mukuru wemumana kuti achikokera vanhu doro renhimbe.

Kukokera kutumira mashoko okudaidza vanhu kuti vauye kune imwe nzvimbo.

2

Kana munhu achikokera bhazi anenge ariye anosheedza vanhu kubhazi nekuvadzikisa kana vasvika kwavari kuenda.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kokisi

Makokisi tudyiwa tunonaka, tunoita zvokubhekwa nefurau neshuga.

Verenga

Swipe for the next word