Duramazwi
Zvinoreva
Ruzha rwehuku inenge ichidana.
1
Ruzha rwehuku inenge ichidana.
Pavakanzwa pamba pachinzi kokoko, vakabva vachingura vaenzi vavo vachidaidzira kuti, *"Pindai!"*.
Noku kufa kweinjini apo inonzikwa yava kurira kuti kokoko-ko.
Kunoka kufa kunoita injini, kunonzwikwa nekurira kwainenge yoita ichiti kokokoko.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kokokora [kokakora]
(rupawo) Kokokora rudzi rwechinwiwa chemumabhotoro kana zvigaba chisingadhaki, chinotutumira, chiine ruvara rutema.
VerengaSwipe for the next word