KwaunobvaDuramazwiDdaidza

Duramazwi · chiito

daidza

summon · call

danashedzashingudzira

Zvinoreva

Kutaura zita romumwe kuti auye.

1

Kutaura zita romumwe kuti auye.

Paakavaona, akamhanya achivadaidza achifunga kuti chokwadi vachapindura chete.

2

Kana munhu achidaidza mumwe anenge achiburitsa izwi achitaura zita rake, kuitira kuti ane zita iroro anzwe.

Mwana akadaidza mai vake vakabva vangodavira pakarepo.

3

Kana munhu achidaidza mumwe anenge achimuninira, kazhinji noruoko, kuti auye kwaari.

4

Kana uchidaidza mumwe unenge uchimupa zita raunoda.

Iwe ndichakudaidza kuti Mwenyekiti kwete Gutuza.

Zvakafanana

dana · shedza · shingudzira

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word