Duramazwi
dai
would
Duramazwi
would
Kana vanhu vachinzi vadai vanenge vachiratidzwa nzira dzokuita nadzo zvimwe zvinhu.
Kana munhu achiti dai anenge achishuvira kuti zvimwe zvinhu zviitwe kana kuti zviitike.

Ndinoda kuti kana moita zvinhu izvi muite muchidai.
Dai pasina mai vemwana uyu nehuroyi hwavo pamwe izvozvi dai daddy vari vapenyu.
Dai zvainzi munhu imvura yaanga achinwa achibva asiya ndokundipa zvaive nani.
Kana munhu achiti dai anenge achishuvira kuti zvimwe zvinhu zviitwe kana kuti zviitike.
Dai mvura yanaya tachirima.
Dai pasina mai vemwana uyu nehuroyi hwavo pamwe izvozvi dai daddy vari vapenyu.
Dai zvainzi munhu imvura yaanga achinwa achibva asiya ndokundipa zvaive nani.
Duramazwi
01 / 03dai ne-
Ichi chivakiso chedudzirachiito chinoshandiswa kuratidza kufanana kwezvinhu.
VerengaSwipe for the next word