KwaunobvaDuramazwiDdahwa

Duramazwi

dahwa

Zvinoreva

Dahwa ishiri yakatsvukuruka inofamba usiku, inoti kana ari masikati ikabhururuswa inomhara padhuzedhuze nepayabva.

1

Kuva nehope dzedahwa kungoita katsika kokurara-rara pose paunenge wagara.

Urwu rudzi rwedahwa rine mapapiro akareba.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dahwinda

Dahwinda izita rinoshandiswa kureva ndudzi dzakasiyana-siyana dzedovi dzinogadzirwa kubva mumhodzi dzakatsauka-na.

Verenga

Swipe for the next word