Duramazwi01 / 03dagairaKana munhu achidagaira anenge achifamba akaisa dumbu mberi, musoro uchinge wakarerekera shure uye aine kuzvida mukati.Verenga→
Duramazwi03 / 03dahwaDahwa ishiri yakatsvukuruka inofamba usiku, inoti kana ari masikati ikabhururuswa inomhara padhuzedhuze nepayabva.Verenga→