KwaunobvaDuramazwiDdatya

Duramazwi

datya

frog

churadafimutafimutawajedyemutanja

Zvinoreva

Datya kapuka kanowanzogara mumvura, kane makumbo emberi mapfupi neesure marefu uye kanofamba kachiita zvokukwakuka.

1

Datya kapuka kanowanzogara mumvura, kane makumbo emberi mapfupi neesure marefu uye kanofamba kachiita zvokukwakuka.

Kana datya richidauka rinenge richimhanya nenhanho pfupi richiita zvokutomuka mudenga.

Nhabwi izita rinoshandiswa kureva datya, kana zviya vanhu vachitya kudzimba pakuraura.

Kana datya richiti dadu rinenge richisvetuka richindomhara nechemberi.

Zvakafanana

chura · dafi · mutafi · mutawa · jedye · mutanja · zura

Mwana wa

zunguzurwa · buruvuru

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dau

Kuti dau kusvetuka kunoita dacha richinomhara pakadaro.

Verenga

Swipe for the next word