KwaunobvaDuramazwiDdatira

Duramazwi · zita

datira

hadyambuhanu

Zvinoreva

Datira runda runobva seri kwebvi runonobata kuchitsitsinho.

1

Datira runda runobva seri kwebvi runonobata kuchitsitsinho.

Murume uyo anofamba achikamhina nokuti akakuvara datira.

Datira runda runobva seri kwebvi runonobata kuchitsitsinho.

Zvakafanana

hadyambu · hanu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

datsi

Datsi chirwere chemaziso chinoita kuti uone zvinhu zvinenge zviri padyo chete.

Verenga

Swipe for the next word