KwaunobvaDuramazwiDdau

Duramazwi · zita

dau

Zvinoreva

Kuti dau kusvetuka kunoita dacha richinomhara pakadaro.

Inzwi rinoshandisirwa pakusvetuka.

Kuti dau kubuda kunoita mbeva kana chimwe chinhu kubva pachinenge chakamanikidzika.

1

Banya rakati dau richibuda mumwena, pakashaya akaona kwarakaenda.

Kuti dau kurovera kunoita bhora pasi richizosimukazve kuenda mudenga.

2

3

4

Zvakafanana

svatu

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word