Duramazwi
Zvinoreva
Kana gwenyambira achidaura mbira anenge achidziridza zvine simba uye zvinonakidza.
1
Kana gwenyambira achidaura mbira anenge achidziridza zvine simba uye zvinonakidza.
Kana uchidaura pamwe panhu unenge uchiparova pachibuda zvimvari zvemoto.
Kurandaura kutema muti kana bango nedemo kana banga zvakadzika.
Kudandaura kuridza ngoma zvine mutinhimira uye zvichinakidza.
2
Kudaura chimwe chinhu kuchirova zvakasimba.
3
Kana uchidaura pamwe panhu unenge uchiparova pachibuda zvimvari zvemoto.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03davatava
Davatava munhu akwegura zvokuti kufamba kunenge kwava kumunetsa.
VerengaSwipe for the next word