KwaunobvaDuramazwiDdauka

Zvinoreva

zofa nomukondombera.

Kudauka kutomuka kunoita sadza rinokwata kana kamvari kemoto kachienda mudenga.

1

zofa nomukondombera.

Bwatipwati kudauka-dauka kunoita zvinhu zvinenge zvichitsva, sezvinoita nzungu kana dzichikangwa.

Dehwe iri rakadadauka chaizvo zvokuti harigoni kupeteka.

2

Uyu munhu anongoshushwa kana kunetswa navamwe vanhu asina zvaanoita.

Mwana dasvawatasva aingorohwa nevamwe pachikoro.

3

Kudauka kutomuka kunoita sadza rinokwata kana kamvari kemoto kachienda mudenga.

Dehwe iri rakadadauka chaizvo zvokuti harigoni kupeteka.

Kudauka kutomuka kunoita sadza rinokwata kana kamvari kemoto kachienda mudenga.

Kana munhu akatepfenyura museve anenge auregedzera kubva pauta uchiita zvokudauka.

4

Kana datya richidauka rinenge richimhanya nenhanho pfupi richiita zvokutomuka mudenga.

Zvakafanana

pfambi · hure · nzenza · diurawatiura

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

daunha

Daunha chifuko chakagadzirwa nezvidimbu zvamatehwe emhuka akasonerwa pamwe-po. Kana ukarara wakafuka daunha unodziyirwa zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word