KwaunobvaDuramazwiKkwanyanuka

Duramazwi

kwanyanuka

Zvinoreva

Kukwanyanuka kusimuka nokukurumidza chaizvo kana kuti pakare pakare.

1

Kukwanyanuka kusimuka nokukurumidza chaizvo kana kuti pakare pakare.

Pavakanzwa mhere panze, mbuya vakakwanyanuka pabonde sechipwere, vachimhanya panze kuti vaone zvaiitika.

Kukwanyanuka kusimuka nokukurumidza chaizvo kana kuti pakare pakare.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwanzi

Mashoko anotaurwa panguva iyeye.

Verenga

Swipe for the next word