Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwanyanu kusimuka kwekungoerekana munhu abva paanga agere nechimbichimbi.
1

Pakangodaidzirwa kuti, "Nyoka!", vakabva vangoti kwanyanu vachitiza.
Kuti kwanyanu kusimuka kwekungoerekana munhu abva paanga agere nechimbichimbi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwanyanuka
Kukwanyanuka kusimuka nokukurumidza chaizvo kana kuti pakare pakare.
VerengaSwipe for the next word