KwaunobvaDuramazwiKkwarakwashu

Duramazwi

kwarakwashu

karakatu

Zvinoreva

Kuti kwarakwashu kusimuka nekukasika kukuru, kunoitwa nemunhu ange akagara kana kuvata.

1

Kuti kwarakwashu kusimuka nekukasika kukuru, kunoitwa nemunhu ange akagara kana kuvata.

Vakati kwarakwashu kumuka ndiye biku mudonzvo wavo.

Ukanyatsocherechedza uchaona kuti mazwi aya anotaridza maitikire akaita zvinhu sokuti kwarakwashu, biku uye tende.

Kuti kwarakwashu kuita chinhu nekukasira uye usina kumboudza vanhu kuti ndozvauchaita.

2

Kuti kwarakwashu kuita chinhu nekukasira uye usina kumboudza vanhu kuti ndozvauchaita.

Zvakafanana

karakatu

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwarakwashuku

Kuti kwarakwashuku kumuka muhope nekutanga kufamba pakarepo.

Verenga

Swipe for the next word