Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kwarakwashuku kumuka muhope nekutanga kufamba pakarepo.
1

Kuti kwarakwashuku kuvhunduka nokutanga kutiza kunoita mhuka inenge yaona imbwa kana chimwewo chinoivhima.
2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwarakwata
Muchina ye rurama pamberi.
VerengaSwipe for the next word