KwaunobvaDuramazwiKkwanhura

Duramazwi

kwanhura

-paura-pambusa-gwanha

Zvinoreva

Kukwanhura kutema mapazi kana mashizha ezvinomera.

1

Kukwanhura kutema mapazi kana mashizha ezvinomera.

Mangwana ndinoda kumuka ndichikwanhura magwanhurwa ari kutadzisa muriwo uyu kunyatsokura.

Zvawakwanhura miguri yakawanda kudaro unoibatira pai?

Zvakafanana

-paura · -pambusa · -gwanha

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word