Duramazwi · chiito
kwanisa
able
-pwesa
Duramazwi · chiito
able
Kukwanisa kugona kuita chimwe chinhu.
Kukwanisa kugona kuita chimwe chinhu.
Anokwanisa kutyaira bhazi.
Ndaive ndawaridza pasi zvakanaka ndichibva ndakikiritsana nsye kusvika ndakwanisa.
Tadiwa aingochema arimo muhospital imomo, haana kukwanisa kunyarara neshungu.
-pwesa
Duramazwi
01 / 03kwanyanu
Kuti kwanyanu kusimuka kwekungoerekana munhu abva paanga agere nechimbichimbi.
VerengaSwipe for the next word