KwaunobvaDuramazwiKkwanzi

Duramazwi

kwanzi

Zvinoreva

Mashoko anotaurwa panguva iyeye.

1

Mashoko anotaurwa panguva iyeye.

Kwanzi hazvina basa kuti watanga kusvika pamba ndiani, atanga ndiye anofanobika.

Kwanzi mukadzi haabvunzwi kunzi wanga uchiripi zuva ravira.

Mwana kwanzi nachiremba ane utachiona.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwanzu

Kuti kwanzu kutsemura huni kana chimwe chinhu wakatevedza urefu hwacho.

Verenga

Swipe for the next word