Duramazwi · zita
gona
competent · proficient · afford · fluent · capable

Gona ibako guru rakadzika rinokwanisa kuhwanda vanhu.
Kukunda pakuita.
Gona chidende chomushonga chinoshandiswa nen'anga.

Nguva yemadzviti vanhu vaipinda mugona.
Gona kupatsanura kuomerwa nekuomera.
Kupemberera gona nerinobata mai kufarira kana kukurudzira chinhu chinozokupindukira iwe pachako.
Kukunda pakuita.
Gona kupatsanura kuomerwa nekuomera.
Kupemberera gona nerinobata mai kufarira kana kukurudzira chinhu chinozokupindukira iwe pachako.
Kana munhu achigona kuita chinhu anenge achiita sezviri kutarisirwa.
Kugona munhu kumuorora pamanyawi aanenge ainawo.
Mukomana wokuti anorova vanhu vese mamugona mukamurovesa na Wabata.
Gona chidende chomushonga chinoshandiswa nen'anga.
Kupemberera gona nerinobata mai kufarira kana kukurudzira chinhu chinozokupindukira iwe pachako.
Gona ibako guru rakadzika rinokwanisa kuhwanda vanhu.
Gona chidende chomushonga chinoshandiswa nen'anga.
-pwesa · -kwanisa · nyawana la
Duramazwi
01 / 03gonamombe
ti murume anenge atadza kuita zvinenge zvichidiwa nemudzimu uyu.
VerengaSwipe for the next word