KwaunobvaDuramazwiBbako

Duramazwi · zita

bako

cave · cavern · crave · den

Zvinoreva

map. Bako mukana unowanikwa pakati pemabwe makuru munokwanisa kupindwa navanhu kana mhuka zvichihwanda sezvakaita mvura kana vavengi.

1

map. Bako mukana unowanikwa pakati pemabwe makuru munokwanisa kupindwa navanhu kana mhuka zvichihwanda sezvakaita mvura kana vavengi.

Wazarira bako mvura ichada kunaya.

Dzvinyu kuzambe zuva huona bako.

Dzvinyu kuzamba zuva huona bako.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bakuro

Bakuro chipo chemombe chinopiwa amai vomudzimai nomukuwasha kuvatenda nokurera mwanasikana waakazoroora.

Verenga

Swipe for the next word