Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ninga ibako guru rakareba, raishandiswa kuhwanda vavengi makarekare. Madzimambo ekare aivigwa muninga.
1

Kuseri kweibwe irori kune imwezve ninga inoenda nerimwe divi.
Ninga ibako guru rakareba, raishandiswa kuhwanda vavengi makarekare. Madzimambo ekare aivigwa muninga.
Iyi inzvimbo yakaita kunge ninga, yekuti vanhu vanofamba nepairi vari mudungwe vachiteverana vari mumwe mumwe.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ningitidza
Kuningitidza kurova-rova chinhu kuitira kuti chitetepe.
VerengaSwipe for the next word