Duramazwi
Zvinoreva
Kunina kudzinga nhunzi kunoitwa nemunhu uchishandisa maoko, kana kuti nemhuka, ichishandisa musoro kana muswe.
Kana munhu achinzi ari kunina mufi, ndiye anenge ari iye hama yapedo inezenge yakagara pedyo nechitunha.
Kunina kubuda ziya.

Kusvaya nhunzi kunina maoko uchidzidzinga.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ninga
Ninga ibako guru rakareba, raishandiswa kuhwanda vavengi makarekare. Madzimambo ekare aivigwa muninga.
VerengaSwipe for the next word