KwaunobvaDuramazwiDdikitira

Duramazwi

dikitira

Zvinoreva

Kana uchidikitira unenge uchibuda ziya mumuviri

1

Kana uchidikitira unenge uchibuda ziya mumuviri

Akatanga kudikitira, dikita ndokubva ratanga kuerera nomuviri wose.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dikura

Kana munhu achidikura anenge achiita ruzha runoitwa nomunhu anenge ane munhikwi.

Verenga

Swipe for the next word