Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dima kusavako kwechiedza kunokonzera kusviba kukuru kokunze.
1
Dima kusavako kwechiedza kunokonzera kusviba kukuru kokunze.
Chiedza kujeka kunoita kunze mambakwedza kana dima reusiku rikange rava kucheneswa nezuva.
Dima kusavako kwechiedza kunokonzera kusviba kukuru kokunze.
Zvakafanana
rima · chidima
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dimana
Kudimana kuuya kunoita vanhu panzvimbo vakawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word