KwaunobvaDuramazwiDdimana

Duramazwi

dimana

Zvinoreva

Kudimana kuuya kunoita vanhu panzvimbo vakawanda chaizvo.

1

Kudimana kuuya kunoita vanhu panzvimbo vakawanda chaizvo.

Makarekare kwaiti kana nhimbe yadaidzidirwa, vanhu vodimana kuendako zvokuti basa raibva rareruka zvikuru.

Kudimana kuuya kunoita vanhu panzvimbo vakawanda chaizvo.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dimba

Dimba inzvimbo yebani inoungana mvura uye inowanzorimwa mupunga kana madhumbe.

Verenga

Swipe for the next word