Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dimba inzvimbo yebani inoungana mvura uye inowanzorimwa mupunga kana madhumbe.
Dimba kadanho kamwe chetechete kakavakirirwa pasi pamunotsika muchipinda nepamusuwo wemba.
Kana wadimba chinhu unenge wachiwana usingafungiri.

Dimba inzvimbo yakadzikira asi yakatenderedzwa nenzvimbo dzakakwirira.

Kudimba kuwanikidza chinhu chaunofarira kana chawanga uchitsvaka.
Zvakafanana
-bodza
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dimbi
Dimbi mushonga unosungirirwa muchiuno chomwana kuti umudzivirire kubva kuzvakaipa.
VerengaSwipe for the next word