KwaunobvaDuramazwiDdimbu

Duramazwi · zita

dimbu

Zvinoreva

Chidimbu.

Chidimbu chezvimedu rerubatsiro.

Kuti dimbu kukaruka wawanikidza chinhu.

1

Chidimbu.

Ndakati dimbu zigwama rizere mari, vana vadzingwa chikoro.

Kuti dimbu kukaruka wawanikidza chinhu.

Inonyorwa muchidimbu asi zvichiita kuti munhu azive zviri kuitika.

2

Chidimbu chezvimedu rerubatsiro.

Kuti dimbu kukaruka wawanikidza chinhu.

Inonyorwa muchidimbu asi zvichiita kuti munhu azive zviri kuitika.

Mubvunzo unogona kupiwa zvidimbu zvetsumo uchinzi udzizadzise.

3

Kuti dimbu kukaruka wawanikidza chinhu.

Ndakati dimbu zigwama rizere mari, vana vadzingwa chikoro.

Kuti dimbu kukaruka wawanikidza chinhu.

Inonyorwa muchidimbu asi zvichiita kuti munhu azive zviri kuitika.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dimbudzira

Kudimbudzira kufamba nenzira yakaita pfupi, inoita kuti ukasike kusvika kwauri kuenda.

Verenga

Swipe for the next word