Duramazwi
dimbuka
-guka-dishuka-dimbuka
Duramazwi
Kudimbuka kuita zvidimbu zviviri kana kupfuura.
Kudimbuka kuita zvidimbu zviviri kana kupfuura.
Tambo yakareba iri kudimbuka dimbuka.
Kana zvinhu zvichinzi zvamwarakatika zvinenge zvadimbuka-dimbuka, zvichisara zviri zvidimbu zvidikidiki, kazhinji zvakarasikira kose kose.
Chinhu chinochepfuka chinenge chichigona kudimbuka kuita zvimedu zvidiki.
-guka · -dishuka
-dimbuka
Duramazwi
01 / 03dimbukidza
Kudimbukidza kukaruka wawana zvinhu zvaunofarira chaizvo. Kumba kwakanga kusina usavi ndokubva amai vadimbukidza howa pedyo nepamba.
VerengaSwipe for the next word