KwaunobvaDuramazwiDdimburira

Duramazwi

dimburira

-gwedurira-gurira

Zvinoreva

Kugura uchipfupisa kana uchiita zvidimbu.

1

Kugura uchipfupisa kana uchiita zvidimbu.

Kuganhurira kudimburira mumwe nokumuvharidzira asati apedza kutaura zvaanoda.

Kana munhu akadimburira heji anenge aicheka nenzira yekuti inyatsoenzana.

Kugurira munhu chinhu kumudimburira chinhu chaunenge uinacho, uchimupawo chimwe chidimbu.

2

Kudimburira munhu kugura chinhu chake chaatadza kuchityora kuti chive zvidimbu. Ndini ndazotodimburira musikana uyu ipwa yake yaanga atadza kutyora.

3

Kudimburira munhu chinhu kumupa chidimbu iwe uchisara nechimwe.

4

Kana munhu akadimburira heji anenge aicheka nenzira yekuti inyatsoenzana.

5

Kudimburira kushandisa nzira inokurumidza kukutsvitsa kwauri kuenda.

Zvakafanana

-gwedurira · -gurira

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word