Duramazwi
Zvinoreva
Kujejeda kunyatsochekerera chinhu uchishandisa chigero kana chimwewo.
1

Kana majuru achijejeda sora anenge achirirumaruma, zvekuti rinosara rakamira-mira.

Kana munhu achijejeda mumwe anenge achimutuka nezwi riri pamusoro.
2
Kana majuru achijejeda sora anenge achirirumaruma, zvekuti rinosara rakamira-mira.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jejekuje
Jejekuje ishiri yakada kutsvukuruka, inoita ruzha rwakafanana nezita rayo uye inonzvenga matombo zvikuru.
VerengaSwipe for the next word