KwaunobvaDuramazwiJjekacheka

Duramazwi · zita

jekacheka

kachekachekakaruzoka

Zvinoreva

Jekacheka imvura inotonhora zvikuru zvokuti inoita seinocheka muviri kana munhu uchigeza nayo.

Jekacheka mwana mudiki ane muviri unotaridza kuti mutano uye akanaka chaizvo pachiso.

1

Jekacheka ibundo rinomera pane mvura yakawanda, rine nhivi dzakapinza zvokuti kana munhu akafamba nepariri rinogona kumucheka.

2

3

Zvakafanana

kachekacheka · karuzoka

Mamwe mazwi ane J

J

Swipe for the next word