Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vadheruka vanenge vafamba vakananga kumwe kunhu vakawanda. Vanhu vakadheruka vakananga kuchikoro pakanzi paiuya bhaisikopo.
1

Mudheruka mutorwa anenge akatama kubva kwaaigara kuuya mumusha wavamwewo.
Kana vanhu vadheruka vanenge vafamba vakananga kumwe kunhu vakawanda. Vanhu vakadheruka vakananga kuchikoro pakanzi paiuya bhaisikopo.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhesiki
desk
VerengaSwipe for the next word