KwaunobvaDuramazwiDdheti

Duramazwi · zita

dheti

date

Zvinoreva

Dheti muchero unodyiwa, unotsvukuruka kana waibva, uye unoberekwa nemuchindwi.

Dheti izuva remwedzi rinotaridzwa nemanhamba ari pakati pal na31.

1

Mukadheti munhu anenge achiri kudzidzira basa rechiuto. Mukadheti wechipurisa anotora mwedzi mitanhatu achidzidzira basa.

2

Takawana kuzvitonga dheti richiti 18 Bandwe 1980.

Dheti muchero unodyiwa, unotsvukuruka kana waibva, uye unoberekwa nemuchindwi.

Mukadheti munhu anenge achiri kudzidzira basa rechiuto. Mukadheti wechipurisa anotora mwedzi mitanhatu achidzidzira basa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

Dhewa

Dhewa chidao chevaera Moyo.

Verenga

Swipe for the next word