Duramazwi
-sorera
Zvinoreva
Kana uchidherera umwe munhu unenge uchiita zvaunoda paari nokuti unenge uchiti haana zvaanokuita.
1
Kana uchidherera umwe munhu unenge uchiita zvaunoda paari nokuti unenge uchiti haana zvaanokuita.
Kana vanhu vachigonana vanozivana maitiro avo vose, zvokuti hapana anodherera mumwe.
Kana uchidherera umwe munhu unenge uchiita zvaunoda paari nokuti unenge uchiti haana zvaanokuita.
Kana munhu achinzi ane masimukatienzane anenge asina rukudzo uye achidherera avo vaanofanira kuremekedza.
2
Kana chiirwere chichidherera munhu anenge achigara akabatwa nacho nokuti muviri wake unenge usingakwanisi kuchirwisa.
Zvakafanana
-sorera
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dheri
dairy
VerengaSwipe for the next word