KwaunobvaDuramazwiDdheregesheni

Duramazwi · zita

dheregesheni

delegation

Zvinoreva

Iri iboka revanhu rinosarudzwa kuti rifambire nyaya dzakakosha.

1

Iri iboka revanhu rinosarudzwa kuti rifambire nyaya dzakakosha.

2

Iri iboka revanhu rinoremekedzwa, rinenge rine chinzvimbo chikuru pahurongwa hunenge huripo.

Hatingambotangi muchato kana dheregesheni yekuHarare isati yauya.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dherera

Kana uchidherera umwe munhu unenge uchiita zvaunoda paari nokuti unenge uchiti haana zvaanokuita.

Verenga

Swipe for the next word