Duramazwi · zita
rima
darkness · dark · cultivate; plough
Duramazwi · zita
darkness · dark · cultivate; plough
Kushanyura nokushanda mumunda.
Rima kusviba kunoita kunze.
Kushanyura nokushanda mumunda.
Rima ndinotorivenga nemwoyo wangu wese nekuti kana ndakavata murima chero kushona kwenyoka ndinogona kungokunzwa.
Ivo ravo vakangorikanda pasi pesink yekugezera neche kumberi kwange kune rima kutsvina nekuneta kwavainge vakaita.
Akatarisa future yake mberi uko ainyatsoona rima rega nekuti Hondo chaiyo yaive yatotanga pasina kana kwaamboenda.
Kurima kutimba pasi negejo, badza kana tarakita, kuti mbeu dzigodzvarwa.
Munhu anorima ndeange achishanda mumunda, achikohwa pakuru.
Kurima munhu kumunyeya kana kumuchera zvekupedzisira.
Rima kusviba kunoita kunze.
Rima ndinotorivenga nemwoyo wangu wese nekuti kana ndakavata murima chero kushona kwenyoka ndinogona kungokunzwa.
Ivo ravo vakangorikanda pasi pesink yekugezera neche kumberi kwange kune rima kutsvina nekuneta kwavainge vakaita.
Akatarisa future yake mberi uko ainyatsoona rima rega nekuti Hondo chaiyo yaive yatotanga pasina kana kwaamboenda.
Duramazwi
01 / 03rimandi
Kana munhu achiri kutongerwa mhosva ari parimandi, anenge anzi azodzokazve neumwe musi kuti agozotongwa nedare.
VerengaSwipe for the next word