Duramazwi · zita
purazi
farm
Duramazwi · zita
farm
Purazi inzvimbo hombe inorimwa kana kuchengetwa zvipfuyo zvekutengesa, uye ine miganhu yakatarwa ichitonzi ndeyanhingi.
Purazi inzvimbo hombe inorimwa kana kuchengetwa zvipfuyo zvekutengesa, uye ine miganhu yakatarwa ichitonzi ndeyanhingi.
Chibhakani idombo rinogadzikwa kana kuti chimuti chinodzimikirwa pasi kuratidza pamuganhu wezvimbo kana purazi.
Kufenza nzvimbo kuikomberedza noruzhowa rwewaya. Kana makafe-nza purazi renyu, hamuchina nhamo yokufudza n'ombe.
Magure ndepakabviswa uswa pachipoterera munda kana purazi, kuitira kuti kana moto ukabatirira kumwe usazopfuurira.
Duramazwi
01 / 03purema
Purema chitakuriso chidiki chine mavhiri, chinoiswa mwana osundwa arimo.
VerengaSwipe for the next word