KwaunobvaDuramazwiPpuresha

Duramazwi · zita

puresha

Zvinoreva

Puresha uwandu hwemweya, sezvakaita unenge wakaiswa muvhiri.

1

Puresha uwandu hwemweya, sezvakaita unenge wakaiswa muvhiri.

Ndiri kufara nokuti motokari yangu ine puresha yakakwana.

2

Kuita puresha kusundana kungaita vanhu vakawanda vachida kuti vakwane kupinda pakamanikana.

Kana zvokufambisa zviri zvishoma vanhu vakawanda vanoita puresha pamabhazi.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word