KwaunobvaDuramazwiJjakuchichi

Duramazwi · zita

jakuchichi

Zvinoreva

Jakuchichi kubatsirana kuita basa nekuchimbidzika.

1

Jakuchichi kubatsirana kuita basa nekuchimbidzika.

Jakuchichi kubatsirana kuita basa nekuchimbidzika.

2

Jakuchichi kuzara kungaita vanhu panzvimbo.

Vanhu vakanga vakati jakuchichi mubhazi vachibva kuguta kundotenga necheki dzedonje.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jakwara

Jakwara inhimbe yekupura zvakaita sezviyo mhunga kana mapfunde vanhu vachiimba nekunwa havo doro.

Verenga

Swipe for the next word