KwaunobvaDuramazwiJjakwara

Duramazwi · zita

jakwara

Zvinoreva

Jakwara inhimbe yekupura zvakaita sezviyo mhunga kana mapfunde vanhu vachiimba nekunwa havo doro.

1

Jakwara inhimbe yekupura zvakaita sezviyo mhunga kana mapfunde vanhu vachiimba nekunwa havo doro.

Hombora idoro rinotanga kupiwa vanhu kuti vamwe, vasati vatanga basa panhimbe kana jakwara.

Jakwara inhimbe yekupura zvakaita sezviyo mhunga kana mapfunde vanhu vachiimba nekunwa havo doro.

Iyi ihari yokutanga yedoro, inopiwa vanhu vanenge vauya kuzoita basa panhimbe kana jakwara, basa racho risati rata-nga kuitwa.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jakwatira

Jakwatira kuzara kwemvura, zvokudya kana zvimwewo zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word