KwaunobvaDuramazwiJjakawaya

Zvinoreva

Kuti jakawaya kurasa-rasa midziyo kana zvimwewo zvinhu pese pese.

Jakwatira.

1

Kana zvokudya kana zvimwewo zvinhu zvakati jakawaya zvinenge zvakawanda kwazvo.

2

Tasiya nyama nedoro zvakangoti jakawaya kumba.

3

Zvakafanana

jakwatira

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jakuchichi

Jakuchichi kubatsirana kuita basa nekuchimbidzika.

Verenga

Swipe for the next word