Kwaunobva/Duramazwi/J/jakarasi
Duramazwi · zita
Jakarasi imhuka yemusango yakafanana nembwa.
gava
Duramazwi
jakata
Jakata inzvimbo ine miti yemichakata yakawanda.
jakawaya
Kuti jakawaya kurasa-rasa midziyo kana zvimwewo zvinhu pese pese.
jakuchichi
Jakuchichi kubatsirana kuita basa nekuchimbidzika.
Swipe for the next word