KwaunobvaDuramazwiGgawa

Duramazwi · zita

gawa

senozewo

Zvinoreva

Mhuka yesango yakafanana nembwa (jackal/gava).

Kana munhu achinzi ane gawa anenge ane chido chakapurikidza chokurara nemumwe munhu pabonde.

Gawa inzvimbo ine mvura inenge isina kunyanyodzika.

1

2

3

Zvakafanana

seno · zewo

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gawuni

Chipfeko chakafara chinopfekwa pamusoro pezvimwe (gown).

Verenga

Swipe for the next word